Oliver Mtukudzi
Kunze Kwadoka
[Chorus]
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?

[Verse 1]
Perekedza mwana zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe
Zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo
Zuravira kundze kwadoka

[Chorus]
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?

[Verse 2]
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe
Zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro
Zuva ravira kundze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko
Zuva ravira kundze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko
Zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe
Zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu
Zuva ravira kundze kwadoka
[Verse 3]
Ndamba kuudzwa yaka onekwa nembonje
Zuva ravira kundze kwadoka
Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje
Zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe
Zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu
Zuva ravira kundze kwadoka

[Chorus]
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? uripi?
Zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? uripi?
Zuravira kunze kwadoka