Winky D
Ijipita
Gafa Gafa
Gafa zvekare
Jusa

[Verse 1]
Pandinomuka mangwanani
Ndinozvitarisa pagirazi
Hakuna ini arinani
Mangwana ngaasiyane nanhasi
Kutsvaga manake
Kuti mhuri irarame
Aiwa harisi dambe
Ndatemba tsoka rega ndifambe
Bvisai rima pamberi pangu
Isai chiedza ndifambe zvangu
Hupenyu ndishande hwangu
Ndakanda nhanho ndabvisa shangu

[Chorus]
Ijipita Ijipita
Ijipita Ijipita
Bye bye ndakukanda nhanho
Canaan tapinda tapinda
Ijipita Ijipita
Ijipita Ijipita
Bye bye ndakukanda nhanho
Canaan tapinda tapinda