Winky D
Onaiwo
Onaiwo
Hona Oskid
Gafa chimwe chi breed
Ichi chi pattern chaBiggy
Usandimise nana nhingi
Handisi soft kunge drink
Ndakaoma ndine mukonyo manhingi
Saka Onai Onaiwo
Ndini wacho anechipatani chinoita
Ndavaona vana vaSatani zvavanoita
Vacharamba vachirwadziwa ava
Nekuchinja zvimapatani kwandinoita
Pazvichangonzi Gafa, Gafa, zvafa
Pese pazvichangonzi Gafa, Gafa, zvafa

[Verse 1]
Patani yacho haiwoneke wayaresi
Irikungosiya dzimwe ngoma dzavaPowerlessi
Gafa ndiro irikurira paWayiresi
Nekuti ndini ndinemanhamba kunge adhiressi