Killer T
Bvunza Tinzwe
[Intro]
Oskid
Oooh, bvunza tinzwe
Oooh, bvunza tinzwe

[Hook]
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)

[Verse 1]
Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu, ndezvechokwadi here?
Vese vakafa Mwari wangu, vanenge vachitiona here?
Ko Baba pandinotambura, munondina here?
Vese vakafa Mwari wangu, vachadzoka here?

[Hook]
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)

[Verse 2]
Takangomira, ndoda kuziva
Patinoviga munhu akuvara, anopora here?
Mukoma takavaviga nesuit, vachinayo here?
Ko hwahwa hwavaifarira, muri kuvapa here?
Vese vakanditadzira Baba vachaenda kuGehenna?
Vakafa vaine mari, kana vakudenga, vanenge vachinayo here?
Ko amai vangu kana ndozouya, vachandiziva here?
Ko akafa nezvirwere kana vakudenga, vanenge vachinazvo here?

[Hook]
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)

[Verse 1]
Zvainzi nyika ichaguma Mwari wangu, ndezvechokwadi here?
Vese vakafa Mwari wangu, vanenge vachitiona here?
Ko Baba pandinotambura, munondina here?
Vese vakafa Mwari wangu, vachadzoka here?

[Hook/Outro]
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Ndinoda kubvunza kuna Ishe wangu
(Bvunza tinzwe)
Jehovah mukandipindura matondigonera
(Bvunza tinzwe)
Nevese vatori panapa vanoda mhinduro
(Bvunza tinzwe)
(Bvunza tinzwe)
(Bvunza tinzwe)