Killer T
Sevanoigona
[Intro]
Manhamba manyowani
Tamuka
Military Touch
Anaya for
Hot Property
Chairman, dakushandisa mukana shamari

[Pre-Chorus]
Vakauya vachindiratidza tumhasuru
Vane dzungu hobho pasuru
Vane moto unodzima sewe kenduru
Manje inini ndinobvira kunge peturu

[Chorus]
Vari kungoti "Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona
"Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona

[Verse 1]
Tinotambidza matsaga spike
Tova diluta neSprite
Inini neni handisi right
Ndoita kubhururuka kuita kunge kite
Nhasi tovapinza patight
Kuita vekuvheneka nelight
Nhasi vachakwana mubucket
Vanga vajaira kutiitira zvidocket

[Chorus]
Vari kungoti "Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona
"Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona

[Verse 2]
Hondo haisi yechipfuti chemvura
Vakauya kuno tinovatsabvura
Kuita kunge nyama tinovasandura
Kurohwa chitititi maziso opindura
Tinovadyira panyama mubhora
Fanika neni vanotoona horror
Ndidzo nyaya dzatinoongorora
Takaoma musoro tosiya tavatyora

[Chorus]
Vari kungoti "Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona
"Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona

[Verse 3]
Vakauya vachindiratidza tumhasuru
Vane dzungu hobho pasuru
Vane moto unodzima sewe kenduru
Manje inini ndinobvira kunge peturu
Tinotambidza matsaga spike
Tova diluta neSprite
Inini neni handisi right
Ndoita kubhururuka kuita kunge kite
Nhasi tovapinza patight
Kuita vekuvheneka nelight
Nhasi vachakwana mubucket
Vanga vajaira kutiitira zvidocket

[Chorus]
Vari kungoti "Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona
"Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona
Vari kungoti "Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona
"Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona

[Outro]
Vari kungoti "Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona
"Hondo, Hondo" sevanoigona
Chikachaya hakuna watinoona
Vanomhanya vese pachikona
Vane dzungu but ndikuvaona