Oliver Mtukudzi
Izere Mhepo
Oliver Mtukudzi

Verse 1:
Wangu mwana akaenda maRimuka
Dangwe rangu riye riri maRimuka
KuLondon
Gotwe rakaenda kwaro
Mumvana akaenda kumwe
Gotwe rakaenda kwaro
Mumvana akaenda kumwe
Aaha
Kuenda maRimuka kuenderatu vana ava
Kuenda maRimuka kuenderatu kuAmerica
Ndasara sure sare
Kusara vakaringe nzira
Tasara sure sare, kusare takaringe nzira

Chorus:
Nhava izere mhepo
(Kune nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo
mukoma kani
(Kumagumo nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo
(Kune nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo mukoma kani
(kumagumo nhava izere mhepo)
Verse 2:
Ari marimuka uye ofondoka
Hakuna achaziva marimuka idikita
Ndangariro dzeari marimuka, dura rangu razara
Ndasara sure sare kukura nemusana

Chorus:
Nhava izere mhepo
(Kune nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo mukoma kani
(Kumagumo nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo
(Kune nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo mukoma kani
(Kumagumo nhava izere mhepo)