[Intro]

Levels Levels Production

Kamaani!
[Pre-Hook]

Saka Bhobho

Deedza munhu wese ari kumhanya dhanzi

Shoko ngarisvike ikoko

Prezha ravhurirwa hatizvivanzi



[Hook]

Paita party nhasi oh eh

Dira kuvha mugirazi oh eh

Maoko ari mudenga kunge muclass

Party yaka heater bvisa jasi

Vanhu vari kufara zvakapfuurikidza nhasi

Kuita kunge Jesu adzika pasi



[Verse 1]

Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka

Hona tumwe turi kutwerka

Vapfana vachirova maclux

Ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker

Guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa

Doctor varipo muchaponeswa

Killer T gara wava tipper vanhu kuti matoiret haikona kubrokesa

Party yapisa zvinhu zvakudadisa

Vanhu vari kunakidzwa kumira tarambidzwa

Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa

Prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza

Fantan akabata red wine

Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini

Party yedu haipere haidi sign

Tisiye timbofara isu big time



[Hook]

Paita party nhasi oh eh

Dira kuvha mugirazi oh eh

Maoko ari mudenga kunge muclass

Party yaka heater bvisa jasi

Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi

Kuita kunge Jesu adzika pasi



[Verse 2]

Saka ngavatisiye timbotamba prezha

Munewspaper Saturday tobuda paleisure

Tiri kufara kupemberera zvatakaseenza

Vane godo votizvo Mwari wenyu ane favour

Vapfana vekuchikoro vakarova mablazer

Shaddy parker apo Altezza

Gungkum yarira puller ngoma Flavour

Pane vabereki toda yaka senswa

Party iri kukicker kunge karate

Ichapuhwa menduru saMuparati

Tarisa watch dzava 12 pazvikati

Vezvibhodoro batai baba Devant

Chideedza kanzuru ngaivhare vhati

Tanga tichimwa makuvha kubva masikati

Bhobho arutsa vhura cider wacha shati

Vese vanoti vanofara hamusati



[Pre-Hook]

Saka Bhobho

Deedza munhu wese ari kumhanya dhanzi

Shoko ngarisvike ikoko

Prezha ravhurirwa hatizvivanze



[Hook]

Paita party nhasi oh eh

Dira kuvha mugirazi oh eh

Maoko ari mudenga kunge muclass

Party yaka heater bvisa jasi

Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi

Kuita kunge Jesu adzika pasi



[Verse 3]

Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka

Hona tumwe turi kutwerka

Vapfana vachirova maclux

Ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker

Guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa

Doctor varipo muchaponeswa

Killer T gara wava tipper vanhu kuti matoiret haikona kubrokesa

Party yapisa zvinhu zvakudadisa

Vanhu vari kunakidzwa kumira tarambidzwa

Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa

Prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza

Fantan akabata red wine

Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini

Party yedu haipere haidi sign

Tisiye timbofara isu big time



[Hook]

Paita party nhasi oh eh

Dira kuvha mugirazi oh eh

Maoko ari mudenga kunge muclass

Party yaka heater bvisa jasi

Vanhu vakufara zvakapfuurikidza nhasi

Kuita kunge Jesu adzika pasi

More by Winky D

All Winky D songs →