Dzemudanga

Chiextraaa

Gaf- gafa igafa boyz
[Verse 1]

Vatipe ndiri pacheek, Nicky

Handisi mwana mudiki inini

Mashoko angu ane nzira saka i-road rega ndimboita Speke inini

Ndikavhiringana nabhururu wangu

Tambirai kure mukuru wangu

Pamwe ndookamutambiro kedu tenge tichida kuratidzana mhasuru wangu



[Chorus]

Panotungana dzemudanga

Ma1 anenge atanga

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru

Padzinotungana mudanga

Kutora divi ndaramba

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru



[Verse 2]

Uchamhanya nebhuru ripi?

Uchaziva sei iri riri weak?

Sezvo achifurira pamwe chete zvinodaro akafanana zvikiribidi

Ko iwe manje zvawatora divi

Wamira nerino iri, washora iri

Ko vakazosora husahwira vofuma vachibata rimwe chete vari vaviri



[Chorus]

Panotungana dzemudanga

Ma1 anenge atanga

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru

Padzinotungana mudanga

Kutora divi ndaramba

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru



[Verse 3]

Ndodhabura ndiri ku-terrace ndichimhanyisa maziso sendinoona tennis

Hapasi pekuridza mheterwa ukadhibha wateerwa wobva wanzi ndiwe menace

Unenge waita seune mukonyo

Dai wazvizivira mumoyo

Kubva nhasi ukaona panonetsana mabhuru

Buda imomooo!



[Chorus]

Panotungana dzemudanga

Ma1 anenge atanga

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru

Padzinotungana mudanga

Kutora divi ndaramba

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru



[Verse 4]

Uchamhanya nebhuru ripi?

Uchaziva sei iri riri weak?

Sezvo achifurira pamwe chete zvinodaro akafanana zvikiribidi

Ko iwe manje zvawatora divi

Wamira nerino iri, washora iri

Ko vakazosora husahwira vofuma vachibata rimwe chete vari vaviri



[Chorus]

Panotungana dzemudanga

Ma1 anenge atanga

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru

Padzinotungana mudanga

Kutora divi ndaramba

Hapana anoda kuitwa mhuru

Kwavakuratidzana ubhuru

More by Winky D

All Winky D songs →