Winky D
Not Nice
[Intro]
I'm not nice
(Ke Nako Music)
I'm, I'm not nice
(Gafa kusvika ndafa)
Oskiiiidi

[Hook]
Eh ndipei kunoku chi riddim chinyowani chabva kuKe Nako
Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (Gafa rapindira)
Rakuvaimbira (Rakuvaimbira)
Inzwa maungira

(Chorus)
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti Gafa iri haisi right
Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe

[Verse 1]
Hona chingoma chacho zvachaita
Vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
MaGafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya
Kunoku mangoma ndini ndomaita yadah saMagaya

Inzwa mapunch line
Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maclux mumasendiraini
Aikona mhani

[Chorus]
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti Gafa iri haisi right
Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe

[Verse 2]
Ndakasiya zvemabeefi saka aikona kunondi tsvaga
Kunyamachoma
Kana kuCSC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi
Customer
Pachikaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man
Atii ndamu Shona
Kunge teacher varikumaka shona, vonditi wagona (wagona)

[Hook]
Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKe Nako
Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (Gafa rapindira)
Rakuvaimbira (Rakuvaimbira)
Inzwa maungira

[Chorus]
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti Gafa iri haisi right
Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe

Hona chingoma chacho zvachaita
Vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
MaGafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya
Kunoku mangoma ndini ndomaita yadah saMagaya

Inzwa mapunch line
Ngoma dzangu dzinoova dhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maclux mumasendiraini
Aikona mhani

[Chorus]
I'm not nice
Ndini ndaiti kuti Dance ribhude hutsi senge hot rice