Winky D
Mudhara Vauya
​[Intro]
Gafa kusvika ndafa

[Verse 1]
Mapancho, bvunza chimoko chauinacho
Chiri kuda prezha here kana mhamha vari kuchida paden na4?
Nhasi prezha na Biggy
Kana kuenda kumba handidi
Vakuru nevadiki (Igwee!)

[Hook]
Dhanzi rakufaya mudhara vauya
Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya
Auya uya, auya uya
Auya uya, auya uya

[Verse 2]
Ini ndinotsvagisa vanhu purezha kunge basa
Kufara kusvika vanhu vati tasa
Prezha mahara kunge pasa pasa
Zvimoko zvotambisa muchiuno kwasa kwasa
Zvakunakidza sendahwina makasa
Inguva yekufara imbomirai kusasa
Hunhu hwochema munhu watirasa
Hunhu tichahutora prezha ragasa
Dhanzi rava papeak
Vanhu vari kufara sa maofficer adaniwa kutraffic
Hona vana vadiki
Kufarisa kwavaita vabate vanga dhudhudze Harpic
Ndabva ndaita weak
Conquering naBounty Lisa vasvika zvava romantic
Zvino toita zvipi? (hauite, kamaaani)
Zvava automatic

[Hook]
Dhanzi rakufaya mudhara vauya
Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya
Auya uya, auya uya
Auya uya, auya uya

[Verse 3]
Dhanzi rapisa hapachada bias
Batai Sniper musoja gunnaz
Hanzi wazofayisa dhanzi Wallace
Kufara pachena spark halaz
Hakuna kuchekwa nyama check check ?
Zvedaka mafirimu ekare Dallas
Bhobho ita mabhanditi agoche gakaz
Hona zviri kuitika paninja palace
Hatidi anokanda ma teargas
Kana anoda kutikenesa fear nhasi
Tiri panyanga kunge driver ane makey ebhazi
Munhu wese ngaafare kunge iwedaz
Kwinji imba mayouths asiye gas
Ambotanga apedza zvemu kirasi
Nekuti kufara hakuna kunzi kunopera nhasi
Kubva Ninja Saturday tichiri kufara nhasi

[Verse 1]
Mapancho, bvunza chimoko chauinacho
Chikuda prezha here kana mhamha vari kuchida paden na4?
Nhasi prezha na Biggy
Kana kuenda kumba handidi
Vakuru nevadiki (Igwee!)

[Hook]
Dhanzi rakufaya mudhara vauya
Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya
Auya uya, auya uya
Auya uya, auya uya

Dhanzi rakufaya mudhara vauya
Ngoma dziya dzonaya mudhara vauya
Auya uya, auya uya
Auya uya, auya uya
Auya uya, auya uya
Auya uya, auya uya