A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z #

Winky D

"Chitekete"

INTRO
Here comes the music thing called the 90s dancehall
Gafaa zvekare
Oskid Oskid


Kutorerwa moyo kuri easy so (hayii hayii x2)
In wangu moyo wakabiwa ndiri grade 4
Tiri kuchikoro paCivies
Pange pakawanda maActivity
Ndakabata maputi neFreezit
Tiri paCivies taizivikanwa nematirikisi
Happy happy tichitamba jipisi

Mwanasikana waitamba zvinobata moyooo
Ndikati Dj changamuka pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo

Chorus
Chitekete chitekete chiteketee
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete

VERSE 1
Ndakakakwaziva ndeipi yako
Iyi ndoSong yangu pamuchato Ndakakabvunza unoda upi musambo
Kakati ndongoda kunzwa mbuya mlambo
Ndabva ndazviona kuti ndekenyambo
Ndikakaudza nezveSimba and Jumbo Kakabva katanga kubata kumeso kachinyara
Kakanditi iwee usandidaro
PaBreak time ndichakutengera chiCandy cake
Ndodya pane Flour iwewe wodya Candy chete
Ndakati kamutambiro kako ukakura wakafita kutamba muBand chete

Waitamba zvinobata moyo
Ndikati Dj changamuka pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo


Chorus
Chitekete chitekete chiteketee
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete

VERSE 2
Takasanganiswa papera makore gumi neshanu
Takatarisana maziso yakabva yarova hana yangu
Ndikati babie ndaRemember
Tichiri vadiki
NdaRemember
Babie ndaRemember
Ndakura ndava paCheecky ndazvitemba
Mupfungwa dzangu ndakagaya ndavaka musha
Hana yangu yakarova
Ndobva ndatanga kutya
Rudo kubva ndiri mudiki rwaramba kufa
Nhasi andimbokusiya ndinga kuruza

HOOK
Mwanasikana waitamba zvinobata moyooo
Ndikati Dj changamuka pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo

Chorus
Chitekete chitekete chiteketee
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete
Taitamba chiteketee chiteketee chitekete

A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z #


All lyrics are property and copyright of their owners. All lyrics provided for educational purposes and personal use only.
Copyright © 2017-2019 Lyrics.lol