Jah Prayzah
Simudza Ngoma
[Intro: Jah Prayzah]
Simudza ngoma (Stavo)
Zuva radoka (Soja)
Simudza ngoma (Stavo)
Zuva raenda (Soja)
Simudza ngoma (Stavo)
Zuva radoka (Soja)
Simudza ngoma (Stavo)
Zuva raenda (Soja, Soja)

[Pre-Chorus: Jah Prayzah]
Dai mandiperekedza, kangoma ndarongeza
Uyu mwana ndomuzeza, dai mamucherechedza
Dai mandiperekedza, dai mamucherechedza

[Chorus: Jah Prayzah]
Handiwe, handiwe here?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe
(Handiwe?)
Handiwe, handiwe here iwe?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe?
(Handiwe?)

[Refrain]
Stavo, Soja
Stavo
[Verse 1: Jah Prayzah]
Kangoma kaye, uchakanzwa kachidauka
Chiuno chigodambuka
Kangoma kaye
Uchandinzwa ndichishaura
Zuva riye radoka
Ndoenda nesango, kana zuva raenda
Zuva riye raenda
Ndoenda nesango, kana ngoma yarira
Hoooye, hoiyerendende, hiyereyerende

[Pre-Chorus: Jah Prayzah]
Dai mandiperekedza (Stavo)
Kangoma ndarongeza (Soja)
Uyu mwana ndomuzeza (Stavo)
Dai mamucherechedza (Soja)

[Chorus: Jah Prayzah]
Handiwe, handiwe here iwe?
Handiwe, handiwe here iwe?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe
(Handiwe?)
Handiwe, handiwe here iwe?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe?
(Handiwe?)
[Bridge]
Hand in na de air, hand in na de air
Everybody put your hand in na de air

[Verse 2: Jah Prayzah]
Vanonditi ndinenge rombe
(Ahiya horendende)
Tongai mega, tongai mambo
(Ahiya horendende)
Vanonditi ndinenge rombe
(Ahiya horendende)
Ndinodzatsa, kudzatsa mukombe
(Ahiya horendende)
Vanonditi ndinenge rombe
(Ahiya horendende)
Tongai mega, tongai mambo
(Ahiya horendende)
Vanonditi ndinenge rombe
(Ahiya horendende)
Ndinodzatsa, kudzatsa mukombe
(Ahiya horendende)

[Verse 3: Jah Prayzah]
Hongoreyi here
(Shungu)
Hongoreyi mambo
(Shungu)
Hongoreyi here
(Shungu)
Tongai, tongai mambo
(Shungu, shungu)
Hongoreyi here
(Shungu)
Tongai, tongai mambo
(Shungu, shungu)
[Bridge]
Hoye, hoye mambo
Ahiyere-hiyere, ahiyere-hiyere
Hoye, hoye mambo
Ndashaya zano, ndashaya zano

[Verse 4: Jah Prayzah]
Vana vangu kurara vachingozunza
Vana vangu havacharara nembumba
Amai vacho havachadi kudya
Handiko here kuparara kwemusha

[Chorus: Jah Prayzah]
Handiwe, handiwe here?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe
(Handiwe?)
Handiwe, handiwe here iwe?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe?
(Handiwe?)
Handiwe, handiwe here?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe
(Handiwe?)
Handiwe, handiwe here iwe?
(Handiwe?)
Unotamba kusvika kunze kwati ngwe?
(Handiwe?)

[Bridge]
Vanonditi ndinenge rombe
Tongai mega, tongai mambo
Vanonditi ndinenge rombe
Ndinodzatsa, kudzatsa mukombe

[Outro: Jah Prayzah]
Hongoreyi here
(Shungu)
Hongoreyi mambo
(Shungu)
Hongoreyi here
(Shungu)
Tongai, tongai mambo
(Shungu, shungu)
Hongoreyi here
(Shungu)
Tongai, tongai mambo
(Shungu, shungu)
Vanonditi ndinenge rombe