Jah Prayzah
Taura
[Chorus]
Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Unenge usingandirangarire (taura)
Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)
Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)

[Verse 1]
Nemwoyo wangu unorwadza
Nechisuwo dhiya
Ndichinge ndiri kure kure
Ndiri kure newe
Misodzi yangu inoyerera
Nechisuwo dhiya
Ndichinge ndiri kure kure
Ndiri kure newe
Ndimirire ndichauya
Nerudo kadhiya nerudo
Ndimirire ndichauya
Nerudo kadhiya nerudo
[Bridge]
Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana)

[Verse 2]
Pandakatevera zvose zvaunotaura
Seshirikadzi mudiwa ndinoyeura
Rinobuda richinyura dhiya ndakatarisa
Handiore mwoyo ndichingoti uchauya
Pawakasvika musha wakaparara
Pawakasvika, mombe rufu yorira
Pawakasvika musha wakaparara
Pawakasvika, mombe rufu yorira

[Chorus]
Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)
Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Unenge usingandirangarire (taura)
Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)
[Verse 3]
Kuva newe ndinoda dhiya
Ndinenge ndapotsa potsa
Ndinenge ndacrossa border
Ndichinohodha hodha
Ndakura, ndakabuda mugota
Hupenyu hwakanaka ndohurota
Ndinoda tizofambawo nemota
Mumba musina chinoshota
Ndinoda kuva nezvaunoda
Budiriro ndiyo yandinoda

[Bridge]
Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana)

[Chorus]
Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)
Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)
[Outro]
Taura dhiya wangu
Taura chete
Taura ndakaterera
Taura, taura
Taura, taura
Taura, taura
Taura dhiya wangu
Taura chete
Taura ndakaterera
Taura, taura