Tsikai, tsikai
Imi simukai amai
Tsikai, tsikai
Imi simukai amai
Tsika, tsika 'we
Amai kani
Tsika, tsika 'we
Amai kani
Tsika, tsika, tsika wega
Tsika wega, tsika wega
Tsika, tsika, tsika chete
Ha tsika wega
Emerina, simuka
Ita kukambaira simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya
Heee-he
Emerina, simuka
Ita kubata ura simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya
Heee-he
Aiwa usandipedzere nguva
Inga zvakanzi kufa kuchauya
Aiwa usandipedzere nguva
Kana kune nhamo ichauya
Rova ngoma tiende iwe
Rova ngoma tiende
Aiwa usandipedzere nguva
He-e nguva yangu usandipedzere nguva
Inga zvakanzi kufa kuchauya
Usandipedzere nguva
Aiwa usandipedzere nguva
He-e nguva yangu usandipedzere nguva
Kana kune nhamo ichauya
Usandipedzere nguva
Emerina, simuka
Ita kukambaira simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya
Heee-he
Emerina, simuka
Ita kubata ura simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya
Heee-he
Tipinde, tipinde
Mavara edindingwe
Vakaye vakuti nde
Mukaka haurungwe
Mumwe nemumwe
Sematsika mabvunze
__ riya rotsika pasi kani, musandibvunze
Emerina, simuka
Ita kukambaira simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya
Heee-he
Emerina, simuka
Ita kubata ura simuka
Kudhakwa foshoro, amai ndauya
Heee-he
Amai kani! Hoyo, mwana anowira muchoto
Suduruka, taramuka kunobvira kamoto
Amai kani! Hoyo, mwana anowira muchoto Muchoto!
Suduruka, taramuka kunobvira kamoto