Jah Prayzah
Dzamutsana
Ahhhh ahh ahh
Ahhhh ahh ahh

Kubvira kare ndichikuda
Asi baba wako vakandi zonda
Zvakangodaro ndai gogodza (ndanga ndichiringa)
Dakara mai vangu vazobvunza (ndanga ndichiringa)
Ndairinga nyangwe pose pawai tsika (ndanga ndichiringa)
Nyeredzi nyamatsatse zvayadzika (ndanga ndichiringa)
Dzaimira kufunga njere kurasika (ndanga ndichiringa)
Dakara mai vangu vazobvunza (ndanga ndichiringa)

Unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogachira kuti zvakakona
Zvimwe kuda rimwe zuva uchamuona

Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (dzamutsana mutsana)
Dzirikungotenderera sango reUzumba (dzamutsana mutsana)
Ndizvo zvandakagara ndavaudza (dzamutsana mutsana)
Kuti ndiro ruva randasarudza (dzamutsana mutsana)
Inga ndochirwere chanditambudza (dzamutsana mutsana)
MaNondo veNondo pururudza (dzamutsana mutsana)
WeNondo Chihombe tanga kudzana (dzamutsana mutsana)
Daira ukandida ndichakuroora (dzamutsana mutsana)
Chinondi shungurudza ironda (dzamutsana mutsana)
Kuti moyo wangu dai wazorora (dzamutsana mutsana)
Mitoro yangu yose turuka (dzamutsana mutsana)
Daira ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe (Chitekete)
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwe chete)
Zuva ravira muchandiona ndava (muberere)
Tichitamba tichifamba tichi dzikinya
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe (Chitekete)
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwe chete)
Zuva ravira muchandiona ndava (muberere)
Tichifamba

Shaina tiwone
Uchiri mhandara
Uchiri mhandara
Wosarudza karokwe
Kanoti mbambamba
Woshaina tiwone
Woramba uchishaina
Uchiri mhandara
Woramba uchishaina
Wosarudza karokwe
Kanoti mbambamba
Famba seunonyura
Shaina tiwone
Ita kakutsenga mvura
Uchiri mhandara

Ndanga ndichiringa ndaswera mujinga (ndanga ndichiringa)
Urimo munzira yemutsime ndichiringa (ndanga ndichiringa)
Pandangokuona kunzwa ropa mutsinga (ndanga ndichiringa)
Pawangonyemwera ndabuda ziya (ndanga ndichiringa)
Ndanga chiringa ndaswera mujinga (ndanga ndichiringa)
Ndanga ndichiringa wakasenga svinga (ndanga ndichiringa)
Uchienda nedhongi kuchigayo nchiringa (ndanga ndichiringa)
Unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogachira kuti zvakakona
Zvime kuda rimwe zuva uchamuona

Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (dzamutsana mutsana)
Dzirikungotenderera sango reUzumba (dzamutsana mutsana)
Ndizvo zvandakagara ndavaudza (dzamutsana mutsana)
Kuti ndiro ruva randasarudza (dzamutsana mutsana)
Inga ndochirwere chanditambudza (dzamutsana mutsana)
MaNondo veNondo pururudza (dzamutsana mutsana)
WeNondo Chihombe tanga kudzana (dzamutsana mutsana)
Uchazongovanzwa voudzana udzana (dzamutsana mutsana)
Chinondi shungurudza ironda (dzamutsana mutsana)
Kuti moyo wangu dai wazorora (dzamutsana mutsana)
Mitoro yangu yose turuka (dzamutsana mutsana)
Daira ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
Traduzir para português