š„ Earn $600 ā $2700+ Monthly with Private IPTV Access! š„
Our affiliates are making steady income every month:
IptvUSA ā $2,619 ⢠PPVKing ā $1,940 ⢠MonkeyTV ā $1,325 ⢠JackTV ā $870 ⢠Aaron5 ā $618
šµ 30% Commission + 5% Recurring Revenue on every referral!
š Join the Affiliate Program Now [Intro]
Muchakura rinhiko?
Pamuchaguma kucheuka miridzo?
Achanamata ndiani?
Kana ndaenda muchamira naniko? (ndaireva)
Muchakura rinhiko?
Pamuchaguma kucheuka miridzo? (ndaireva)
Achanamata ndiani?
Kana ndaendaā
muchamiraā
naniko?
Ndaireva, ndaimboreva
Kura mwananguā
uve gweta
Sevamwe
Ndaireva, ndaimboreva
Kura mwanangu uve chiremba
Ndidadewo
[Verse 1]
Vanakomanaā
ndinavo
Ava marombe enzira
Vanasikana ndinavo
Vombeya, vozeya
Chamakabata, chamakasimudza
Chandichadada nacho chii?
Zvandave hari yofanzirofa
Ndaringaākumadokero
Vamweāvotiādzirere
Dzirere wo, dzichakureraāwo
[Chorus]
Dzirere pwere dzirere
Dzirereāwo dzichakurera wo
Dzirere pwere dzirere
Dzirere kani dzichakurera
Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo
Vana vevamwe vakagarika, vakayambuka inga wani
Dzirere pwere dzirere
Dzirere wo dzichakurera wo
Vana vevamwe vakasimuka, vakayambuka inga wani
Muchingoti ādzirere pwere dzirereā
Dzirere wo dzichakurera wo
[Verse 2]
Chikurukuru kuziva
Nepekushandisa mukana
Chikurukuru kuzova
Nechako chimwe chakaringana
Uchamira wega wogara waratidza wakura
Wotomira segamba
Usagudugudza mukapinda munzira
Mwanangu chitobata rako jana
Makangwarire kuzambire mushana (kunge kutumwa)
Kana riri jambwa muyereswe (kana riri jambwa)

[Bridge]
Muchakura rinhiko?
Pamuchaguma kucheuka miridzo?
Achanamata ndiani?
Kana ndaenda muchamira naniko? (naniko)
Muchakura rinhiko? (ndirinhiko)
Pamuchaguma kucheuka miridzo? (haiwa ndirinhiko)
Achanamata ndiani? (ha ndianiko?)
Kana ndaenda muchamira naniko
Vana vevamwe vakayambuka, vakagarika inga wani
Vana vevamwe vakasimuka, vakayambuka inga wani
Muchingoti