Jah Prayzah
Murder
Wagwizi
Haa, Mukoma ndichiri mukati kuremand
Mhosva yangu ndakakanda chigirinedhi
Ndakaona pamba pangu posvika bhirigedhiya
Zvikanzi akanda chingoma ichi ko ndiani

Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda
Ndasungurwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda

Goat une maguts, une madisnyongoro
Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro
Une kathis, une kathat, une madisnyongoro
Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro

Dai madira magate, ane muteuro
Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbino?
Dai madira magate, ane muteuro
Tikadira mhamba, anomuka here Simbimbino?

Chakapinda chakabata pakadzika
Chakunaka cause ndini ndakaruka
Ndakapinda ndakakwenya dhabuka
Vamwe vakandibuka
Inyaya ichikupisa muchaunga
Sechikwekwe ndakaramba ndakaruma
Ndini ndandarikwenya dhabuka
Vamwe vakandibuka
Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda
Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda

Goat une maguts, une madisnyongoro
Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro
Une kathis, une kathat, une madisnyongoro
Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro

Dai madira magate, ane muteuro
Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbino?
Dai madira magate, ane muteuro
Tikadira mhamba anomuka here Simbimbino?

Keresenziya kundirambira musombodhiya
Ndikadhakiwa ini ndinombovata munzira
Ndakambopinda negejo muchechi
Pamariro ndakambobvira bhachi
Ndikadhakisa neighbourhood watch
Pakatsva imba ndini ndaiwedzera gas
Amukoma ndikabata bhodhoro
Ndogona kuvhiya kana mbongoro
Inzwai mukoma ndakatuka kanzuru
Ndikavata imba isina kenduru