Joyous Celebration
Kuregerera In Advance
Handidi ini kufa ne BP
Ndigotadza kupinda denga
Nekuda kwekusaregerera
Mweya wangu wonanga Gehenna
Kwete, ndinokuregerera
Ishe vakandiregerera wo
Saka ndato kuregerera
Kuregerera in advance

Zvauri iwe mudiwa wangu
Ndinozviziva uchanditadzira
Saka ndatokuregerera
Kuregerera in advance
Ndiwe zvako uripa WhatsApp
Uchingo flirter nevamwe
Moyo wangu urikurwadza
Asi ndinokuregerera
Babie ndinokuregera
Ishe vakandiregerera
Saka ndatokuregerera
Kuregerera in advance

Mummy, mummy, ndinokuregerera
Ndakanzinzva makambondirasa, kundirasira mu bhini
Ini ndikudai mummy ishe vakandiregerera wo
Saka ndinokuregererai kuregerera in advance
Daddy daddy
Daddy daddy hatisati tambosangana ka
Asi ndinokudai daddy, uye ndinokuregererai
Ndakanzinzva makaramba numbu Ishe vakandiregerera wo
Saka ndinokuregererai
Kuregerera in advance
Zvamuri imi vana vesangano
Ndinozviziva muchanditaura
Ndino zviziva muchandinyeya
He mufundisi varikuba Mari
Mufundisi havasisina power
Mufundisi havasisina Shoko
Mukadzi wavo hagoni kupfeka
Asi ndinokuregerera
Church ndinokuregerera
Ishe vakandiregerera
Saka ndinokuregerera
Kuregerera in advance

Nhai Mwari we
Nhai Mwari we

Dzidzisai Moyo kuregerera
Moyo ngaudzidze kuregerera

Pandakakutadzirai Mwari
Makandipa 2nd chance
Mukandipa 3rd chance
Ndikanyepa mukati 4th chance
Ndokutadza zve mukati 5th chance
Mukati thousand, million, billion, trillion, zillion chances!