Mwendamberi

from Gafa Futi (2016)
[Intro]

(Yo Gafa)

ChiExtraterrestrial
Gafa Futi

[Hook]

Vanoda kundidhonza kumashure but kwandabva kure ini

(Ndoemba mberi ini, ndoemba mberi)

Kuita kwepwere rure rure

(Ndoemba mberi ini)

Hamundimise progress saka ndati huyai mureurure

(Ndoemba mberi ini, ndoemba mberi)

Gafa iGafa, zvavaronga zvafa

(Ndoemba mberi ini)

[Verse 1]

Handimiswe nechiskiri chechitsaga no

Munoriziva Gafa pakurova maRaggae so

Ndikamira ndozvidhakwisa kunge maLager four

Oskid dzima riddim ndimbori stabber so

Parinodzoka ndinovapa another flow

SechiGafa ndochimhanya zvine ka swagger so

Vachizama kuda kundidhonza kumashure, pachiPutukezi ndongovati nada no

Hanzi ichi chinopanda, vakundibigga bho

But ndivo same vanhu vaisimbopfiga door

But tongoramba tichihustler pachiGafa minimum mubank mafigure four

[Verse 2]

Pavanenge vachimhanyisa gossip

Gafa riri kumhanyisa profit

Pavanotarisa ziso ravo mune life yangu, ndikutarisa money market paWall Street

Hatina kuzvarwa isu tichinzi 'o, ichi'

Maideas efinance, ndipoo Biti

Handina nguva yemajokes ezvihuta, Bhobho akuda project hombe yemaOstrich

[Hook]

Vanoda kundidhonza kumashure but kwandabva kure ini

(Ndoemba mberi ini, ndoemba mberi)

Kuita kwepwere rure rure

(Ndoemba mberi ini)

Hamundimise progress saka ndati huyai mureurure

(Ndoemba mberi ini, ndoemba mberi)

Gafa iGafa, zvavaronga zvafa

(Ndoemba mberi ini)

[Verse 3]

Handimiswe nechiskiri chechitsaga no

Munoriziva Gafa pakurova maRaggae so

Ndikamira ndozvidhakwisa kunge maLager four

Oskid dzima riddim ndimbori stabber so

Parinodzoka ndinovapa another flow

SechiGafa ndochimhanya zvine ka swagger so

Vachizama kuda kundidhonza kumashure, pachiPutukezi ndongovati nada no

Hanzi ichi chinopanda, vakundibigga bho

But ndivo same vanhu vaisimbopfiga door

But tongoramba tichihustler pachiGafa minimum mubank mafigure four

[Hook]

Vanoda kundidhonza kumashure but kwandabva kure ini

(Ndoemba mberi ini, ndoemba mberi)

Kuita kwepwere rure rure

(Ndoemba mberi ini)

Hamundimise progress saka ndati huyai mureurure

(Ndoemba mberi ini, ndoemba mberi)

Gafa iGafa, zvavaronga zvafa

(Ndoemba mberi ini)

[Outro]

More from Gafa Futi (2016)

More by Winky D

All Winky D songs →