Bho Yangu

from Gombwe (2018)
[Intro]

Kurara kupa mhandu mukana (bho yangu)

Oskid
Manje pane Gafa hapana (bho yangu)



[Pre-Chorus]

Kubva nhasi handichirara

Ndiri kuchengetedza bho yangu

Uchandisvikira ndakagara

Ndiri kurindira bho yangu

Varipo hobho vakanditeya

Kuda kudonhedza bho yangu

Vari kunyangira vari pamweya

Kuda kudhiritsa bho yangu



[Chorus]

But bho yangu, unode bho yangu

Usangoita bho, nebho yangu

Bho yangu, unode bho yangu

Hakona kuita so, pabho yangu

But bho yangu, unode bho yangu

Usangoita bho, nebho yangu

Bho yangu, unode bho yangu

Hakona kuita so, pabho yangu



[Verse 1]

Pavachasvika husiku kuda kunyangira

Vachasvika Gafa rakavagarira

Ndaiti inhema ndichivarambira

Ndazopepuka zvino ndangwarira

Variko vano shereketa

(hava hwine, hava hwine)

Muhupenyu wako ngavasa penetrata

(havapinde, havapinde)

Handicharara ndavakungo resta

Zvese zvavanoroga ndiriku getter

Vanoshuwira kuti zvimbondinetsa

But itime yaviri kuwaster



[Pre-Chorus]

Kubva nhasi handichirara

Ndiri kuchengetedza bho yangu

Uchandisvikira ndakagara

Ndiri kurindira bho yangu

Varipo hobho vakanditeya

Kuda kudonhedza bho yangu

Vari kunyangira vari pamweya

Kuda kudhiritsa bho yangu



[Chorus]

But bho yangu, unode bho yangu

Usangoita bho, nebho yangu

Bho yangu, unode bho yangu

Hakona kuita so, pabho yangu

But bho yangu, unode bho yangu

Usangoita bho, nebho yangu

Bho yangu, unode bho yangu

Hakona kuita so, pabho yangu



[Verse 2]

Kukotsira kunokoka matsotsi

Ukangorara chete havapotsi

Vanokutryisa ufunga kuti

Zvimwe washandisirwa muti-i

Vanokupazira door remba

Ozopepuka bho yaenda

Unosara wodemba

But pafair bho yaenda

Handichafuga gumbeze kurota zviroto

Ndakurifuga kuoneswa zvimoto

Zvavari kuronga varikoko

Ndakazvioneswa saka bhasopo



[Pre-Chorus]

Kubva nhasi handichirara

Ndiri kuchengetedza bho yangu

Uchandisvikira ndakagara

Ndiri kurindira bho yangu

Varipo hobho vakanditeya

Kuda kudonhedza bho yangu

Vari kunyangira vari pamweya

Kuda kudhiritsa bho yangu



[Chorus]

But bho yangu, unode bho yangu

Usangoita bho, nebho yangu

Bho yangu, unode bho yangu

Hakona kuita so, pabho yangu

But bho yangu, unode bho yangu

Usangoita bho, nebho yangu

Bho yangu, unode bho yangu

Hakona kuita so, pabho yangu

More from Gombwe (2018)

More by Winky D

All Winky D songs →