Dona

from Gombwe (2018)
[Intro]

Ndomabhebhi emudziva aya

Oskid ndinomaziva aya
ChiExtra



[Chorus]

Uneshavi redona (dona)

Kuchena unokugona (gona)

Uneshavi redona (dona)

Kuchena unokugona (gona)

Baby

Tarisa kana wivhi yacho

Havambogaya harizi rako

Mikono ikakuona busy yacho

Rakasimba CV rako

Muriko here ndimi vana manjuzu

Simarti makaiziva muchangodonha guvhu

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)



[Verse 1]

Ahaaha

Simarti yako haisi yekusikiza

Vasina homwe dzakasimba vanotiza

Wakarova mucheno wemikisa

Vaya vemari dzakareba unovayitisa

Ndomabhebhi asingade tsvina

Asingadi kumbunyikidzwa

Sarafina

Asiri mbombera kunge chitima

Kunzi kavhure muromo tanga neDinner



[Chorus]

Uneshavi redona (dona)

Kuchena unokugona (gona)

Uneshavi redona (dona)

Kuchena unokugona (gona)

Baby

Tarisa kana wivhi yacho

Havambogaya harizi rako

Mikono ikakuona busy yacho

Rakasimba CV rako

Muriko here ndimi vana manjuzu

Simarti makaiziva muchangodonha guvhu

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)



[Verse 2]

Ahaaha

Ndichanokumbirira kumachembere (kuchembere)

Kuti

Vakutendere

Parutivi pangu uswedere

Ndega panyama zvingandiremere

Unemunyati

Ende paSimarti

Murimadzisahwira evhati

Ndichakutsvagira makwati



[Chorus]

Uneshavi redona (dona)

Kuchena unokugona (gona)

Uneshavi redona (dona)

Kuchena unokugona (gona)

Baby

Tarisa kana wivhi yacho

Havambogaya harizi rako

Mikono ikakuona busy yacho

Rakasimba CV rako

Muriko here ndimi vana manjuzu

Simarti makaiziva muchangodonha guvhu

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)



Muriko here ndimi vana manjuzu

Simarti makaiziva muchangodonha guvhu

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)

Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)

More from Gombwe (2018)

More by Winky D

All Winky D songs →